Settings Today

US$54m yekurwisa HIV nekupedza hurombo

Munyori weKwayedza SANGANO reFamily AIDS Caring Trust (FACT-Zimbabwe) nevatsigiri varo kubva kuhomwe yeUS President’s Emergency Plan for AIDS Relief (PEPFAR) neUnited States Agency for International Development (USAID) nguva pfupi yadarika vakaparura zvirongwa zviviri zvekubatsira vanotambura uye nekurwisa kupararira kweHIV neAIDS kumatunhu eManicaland neMasvingo pasi pehomwe yeUS$54 miriyoni. Zvirongwa izvi zvinoti cheSPACE for OVC neDREAMS SMART-Girls. […]

Published 905 days ago

Go Back to Reading NewsBack Read News Collect this News Article

Login to Continue, We will bring you back to this content 0



For peering opportunity Autonomouse System Number: AS401345 Custom Software Development at ErnesTech Email Address[email protected]